DOWNLOAD MP3: Janet Manyowa - Ndimi

Watch the official music video ‘Ndimi’ By Janet Manyowa, a song that speaks about who God is. Indeed, He is the Great I Am. For nothing is impossible with God. Luke 1:37

Watch Video and Download Mp3 Below;

DOWNLOAD MP3

Lyrics:
[Verse 1: Janet Manyowa] Nyika nekuzara kwayo
Makasika mega, mega
Pasina anobatsira
Ndokudurura Mweya wenyu, mega
Kuratidza
Aiwa ndimi Mwari
Aiwa munesimba
Aiwa munogona
Narinhi
[Pre-Chorus: Janet Manyowa] Munoratidza nzira pakaoma
Munovheneka nyika inerima
Munosimudzira moyo yakaneta
Makagara muripo
[Chorus: Janet Manyowa, Choir] Muri Mwari wangu
Ah-ah-ah ndimi (Mwari wangu)
Muri Mwari wangu
Ah-ah-ah ndimi (Mwari wangu)
Muri Mwari wangu
Ah-ah-ah ndimi (Mwari wangu)
Muri Mwari wangu
Ah-ah-ah ndimi (ndimi)
[Verse 2: Janet Manyowa] Makatuma mwana wenyu ega
Kuzonunura nyika inerima
Mukamupa simba pamusoro pazvose
Kuratidza
Aiwa munotonga
Aiwa munobwinya
Ishe samasimba
Narinhi
[Pre-Chorus: Janet Manyowa] Munoratidza nzira pakaoma
Munovheneka nyika inerima
Munosimudzira moyo yakaneta
Makagara muripo
[Chorus 2:
Janet Manyowa, Choir, Janet Manyowa (background vocals)] Muri Mwari wangu
Ah-ah-ah ndimi (Mwari wangu, ah-ah-ah ndimi)
Muri Mwari wangu
Ah-ah-ah ndimi (ah-ah-ah)
Muri Mwari wangu (muri Mwari wanguwe)
Ah-ah-ah ndimi (ah-ah-ah ndimi)
Muri Mwari wangu
Ndimi, ndimi (ah-ah-ah)
[Bridge: Janet Manyowa, Choir] Oh-oh-oh-oh, whoa-oh-oh, oh-oh-oh
Ndimi, ndimi Mwari wangu Ishe
Oh-oh-oh-oh, oh-oh-oh, oh-oh-oh
Ndimi yeah, oh-oh-oh, oh-oh
Munoratidza nzira
[Pre-Chorus 2: Janet Manyowa, Choir] Munoratidza nzira pakaoma
Hee, munovhenekera
Munovheneka nyika inerima
Munosimudzira, whoa-oh-oh, whoa-oh-oh-oh whoa-woah-oh
Munosimudzira moyo yakaneta
Makagara muripo
[Chorus 3: Janet Manyowa, Choir] Muri Mwari wangu
Ah-ah-ah ndimi (Makafanira mbiri, hakuna mumwe ndimi)
Muri Mwari wangu
Ah-ah-ah ndimi (Hauenzaniswe, hamufananidzwe)
Muri Mwari wangu
Ah-ah-ah ndimi
Muri Mwari wangu (Mwari wangu ha)
Ah-ah-ah ndimi (ah-ah-ah-ah, ah-ah-ah-ah)
[Bridge: Janet Manyowa, Choir] Oh-oh-oh, whoa-oh-oh, oh-oh-oh, oh-oh
Oh-oh-oh-oh, whoa-oh-oh, oh-oh-oh
Whoa-oh-oh, oh-oh-oh-ohh, oh-oh-oh, oh-oh
Oh-oh-oh-oh, whoa-oh-oh, oh-oh-oh
[Outro: Janet Manyowa, Choir] Oh-oh-oh-oh, whoa-oh-oh, oh-oh-oh
Munoratidza nzira
Oh-oh-oh-oh, whoa-oh-oh, oh-oh-oh
Munovhenekera
Oh-oh-oh-oh, whoa-oh-oh, oh-oh-oh
Mwari, Mwari, whoa

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here